Youth Life

Finally Jah Prayzah Speaks Out On #ThisFlag!!!

Zimbabwean musician Jah Prayzah said a prayer for Zimbabwe. Things haven’t been going well in Zim for the past few months and he is one of the musicians who has reacted to the #ThisFlag Protest. Finally Jah Prayzah speaks out on #ThisFlag!!!

 Finally Jah Prayzah Speaks Out On #ThisFlag!!!

He took to Instagram a very touching and powerful prayer, praying for peace and tranquility in Zimbabwe. What would happen if everyone began to truly intercede for the Country?

Here is his full prayer below

”Mwari varikumusoro kudenga, ndimi makatipa Zimbabwe nezvose zvirimukati mayo. Kwatakabva nekwatirikuenda ndimi munoziva. Chishuwo chemumwe nemumwe arimunyika ino yeZimbabwe ibudiriro yenyika. Pachaitika zvose zvichaitika ngazvive zvinotungamidza mukubudirira kwedu isu Zimbabwe.

Inini, Mukudzeyi Mukombe, Jah Prayzah, ndinokumbira kuZimbabwe yose vehama, kuti musadeura ropa kana kushungurudza mweya yevanhu. Ndinokumbira kubatana nekuti tiyeuke kuti; kuti tinzi Zimbabwe ndiwe neni,dakara mwari aropafadza nyika yedu yakanaka, Zimbabwe. Mwari, ivai nesu. Amen.” 

 

Related Articles

Back to top button