full screen background image

Lyrics: Winky D – Panorwadza Moyo Lyrics Ft Oliver Mtukudzi

Panorwadza Moyo Lyrics by Winky D Ft Oliver Mtukudzi

Lyrics: Winky D - Panorwadza Moyo Lyrics Ft Oliver Mtukudzi

Lyrics: Winky D – Panorwadza Moyo Lyrics Ft Oliver Mtukudzi

Ndanzwa mhere kurira
Ndasiya pane wandakunofishira
Ndiani watungamira

Ndiani afunga kunotichenesera nzira
Hatizvidzimbe nyama, Aiwa
Zvinotidzimba pakati pehana

Chokuita hapana
Kwave kundomirira mwere yamangwana

Chorus

Munotifudzirei nepano rwadza moyo
Dairai Mambo
Munotifudzirei hakuna nzira imwe
Nzira idondo
Baba nditakurei, Ishe nditakurei
Ndiyambutsei
Tenzi ndiyamurei

Zvamatora ambuya matora sekuru
Hapana kacheche kauya
Zvamatora mukoma , matora hanzvadzi
Iyi nhamo handichaigona

Misodzi ndachema ndazadza gungwa
Ndomirira ngirozi izonditakura
Iyi ngozi dai paita atsanangura
Iyi njodzi yandikurira
Amai ndagura

Ndiyani achandirayira
Hama dzepedyo matsvaira
Ndaisimbo funga ndichajaira

Vedenga dai mandidaira

Chorus

Munotifudzirei nepano rwadza moyo
Dairai Mambo
Munotifudzirei hakuna nzira imwe
Nzira idondo
Baba nditakurei, Ishe nditakurei
Ndiyambutsei
Tenzi ndiyamurei

Kuvakuru yakunge ndzvimbo yekutandarira
Nguva nenguva tongowanikwa tichidzoka se tateya riva
Ndanzwa mhere kurira asi pane watave kunofushira
Ndiyani watungamira
Ndiyani wafunga kufano tichenesera nzira

Hazviti dzimbe nyama
Zvinoti dzimba pakati pehana
Chekuita hapana
Pave kungomirira mhere yamangwana

Chorus

Munotifudzirei nepano rwadza moyo
Dairai Mambo
Munotifudzirei hakuna nzira imwe
Nzira idondo
Baba nditakurei, Ishe nditakurei
Ndiyambutsei
Tenzi ndiyamurei

Chorus

Munotifudzirei nepano rwadza moyo
Dairai Mambo
Munotifudzirei hakuna nzira imwe
Nzira idondo
Baba nditakurei, Ishe nditakurei
Ndiyambutsei
Tenzi ndiyamurei

Comments

comments




Share This

Share this post with your friends!