full screen background image
ExQ – Nhema Lyrics

ExQ – Nhema Lyrics Ft Killer T

Lyrics to Nhema by ExQ Ft Killer T

[Intro: ExQ & Killer T]
Mr Putiti
(Milit)
Hot Property
Tamuka
Natso cheka masettings, mafrequency, mafeelings

[Verse 1: ExQ]
Wati?
Aiwa, aiwa (no, no)
Handisi MacGyver (no, no)
Handisi kutsvaka kumixer, kulinka nevanhu vakaipa (no, no)
Usateedzera vanhu ava (no, no)
Vanokuendesa down (no,no)
Ndotype yakasungirira Jesu pamuchinjikwa
Yakamupfekedza crown

[Chorus: Killer T]
Vanoreva nhema (nhema, nhema)
Vanovenga hameno ndezvavo (hameno)
Ndati vanoreva nhema (nhema, nhema)
Vanovenga hameno ndezvavo (hameno)

[Post-Chorus: Killer T]
Toita zviripo (zviripo)
Tomhanya zviripo (zviripo)
Tiri mafree spirit (ha-ha, hameno)
Tiri mafree spirit (ha-ha, hameno)

[Bridge: ExQ]
Disappear, disappear
Appear, we appear
Chatoda kufara isu
Mulodge, muhotera
Private kana mumbombera
Chatoda kusvika isu

[Verse 2: ExQ]
Fair, pafair
Care, pacare, pafair
I really don’t care
Ndiri mushika-shika
Ndichangosvika svika
So I’ll see you there
Bottom line handikengeke
Name your price handitengeke
Bhonzo retsuro haritsengeke
Chekede chekede chekede

[Chorus: Killer T]
Ndati vanoreva nhema (nhema, nhema)
Vanovenga hameno ndezvavo (hameno)
Vanoreva nhema (nhema, nhema)
Vanovenga hameno ndezvavo (hameno)

[Post-Chorus: Killer T]
Toita zviripo (zviripo)
Tomhanya zviripo (zviripo)
Tiri mafree spirit (ha-ha, hameno)
Tiri mafree spirit (ha-ha, hameno)

[Verse 3: Killer T]
Anongowawata kwaasina kuswera
Kutadza kutsvaka mari muchingotenderera
Kuda kuziva zvevanhu ndipo pamuchakwarira
Manje isusu tinongotamba inenge yarira

[Verse 4: ExQ]
Ngoma, ngoma torova kusvika mazobvuma
Idzo nhema dzenyu ndidzo ka dzatituma
Kuti nhasi tikuroverei chingoma
Asi isu hatimborega kutamba kunyangwe zvaoma

[Chorus: Killer T]
Nda, ndati vanoreva nhema (nhema, nhema)
Vanovenga hameno ndezvavo (hameno)
Ndati vanoreva nhema (nhema, nhema)
Vanovenga hameno ndezvavo (hameno)

[Post-Chorus: Killer T]
Toita zviripo (zviripo)
Tomhanya zviripo (zviripo)
Tiri mafree spirit (ha-ha, hameno)
Tiri mafree spirit (ha-ha, hameno)

[Refrain: Killer T]
Hameno zvavo ikoko (ha-ha, hameno)
Ndezvekwavo ikoko (ha-ha, hameno)
Vachatonga ikoko (ha-ha, hameno)
Ngavagare ikoko (ha-ha, hameno)

[Refrain: ExQ]
Hameno zvavo ikoko (ha-ha, hameno)
Ndezvekwavo ikoko (ha-ha, hameno)
Vachatonga ikoko (ha-ha, hameno)
Ngavagare ikoko (ha-ha, hameno)

[Outro: Killer T]
WekuGweru

Comments

comments




Read previous post:
Top 5 Reasons to Wash Your Hands
Top 5 Reasons to Wash Your Hands

Whether it's been on health adverts or at clinics,  or maybe in some for of class hand washing has been...

Close