Lyrics

Lyrics: Freeman – Zvakaipa Itai Ndisiye Lyrics

Zvakaipa Itai Ndisiye Lyrics by Freeman

Lyrics: Freeman - Zvakaipa Itai Ndisiye Lyrics
Lyrics: Freeman – Zvakaipa Itai Ndisiye Lyrics

Iya . zvakaipa dai ndarega
Zvakaipa dai ndisiye (Oooooskid)
Zvakaipa dai ndarega … iya

Itai ndisiye (hk hkd boss)
DEFINATELY

Moyo wangu unosinina ruvengo nehutsinye ishe
Haridoke ndisina kuchiva handizvigone
Pakaitwa chakanaka nemumwe mkat memoyo zvinondirwadza sei
Muromo wangu unongotaura zvese zvese sei

1
Pandinofamba mkat meguta
Ishe maziso angu haasi kuguta
Ndinotarisa vakadzi vakawanda
Asi ndinaye wangu one wandakada
Chakanaka chakaitwa neshamwari yangu
Nechemumoyo ndongot dai zviri zvangu
Itai kut ndigutsikane nezvangu
Ndipo chete pane chichemo changu

(CHORUS)

2
Haana kunaka mashoko andinotaura
Anobaya achipisa kunge mbaura
Kuedza kuzvijekesa ndosaka ndashaura
Sei ndichishuva vamwe vagokaura
Itai kut ndigopfugama ndichinamata
Pamwe nekugutsikana nezvandinoshanda
Mugoropafadzawo chese chandinobata
Network yevamwe ngandisaicutter

(CHORUS)

(VERSE 1)

(CHORUS) x3

utsinye ndisiye
zvakaipa dai ndarega
humombwe ndisiye
zvakaipa dai ndarega
godo ndisiye
zvakaipa dai ndarega
kunyeya ndisiye
zvakaipa dai ndarega
godo ndisiye
zvakaipa dai ndarega
kunyeya ndisiye

Related Articles

Back to top button