Sanii Makhalima Hauna Basa Lyrics
Lyrics to Sanii Makhalima’s Hauna Basa
[Verse]
I remember calling you, texting you babe uripi, iwe kusadaira foni your excuse is kugraft foni mahwani,
thats when I got a hunch, muri bhizi kuenda kumaLunch, kunyepedzera office, tsvodi tsvodi, mwah, ayo maKisss
[Pre-Chorus]
Pese pandaifona, dheng,
kwese kwese kwandaitexta, dheng,
kushamwari dzako, dheng,
dhololo dhololo hapana hapana X2
[Chorus]
Wakachiva zvimwe iwe, hauna basa, wakashora rudo rwedu my baby, hauna basa,
hauchisina rudo neni, hauna basa, hausisina basa nekuti wakachiva zvimwe
[Verse]
You need to understand, chokanganwa idemo kwete muti, mangwana ndiwe usatya, kana zvakusauti toti zvovava, hupenyu imhindupindu, hupenyu imhindupindu gara waziva, uchazvidemba iwe, uchandirangarira
[Pre-Chorus]
Pese pandaifona, dheng,
kwese kwese kwandaitexta, dheng,
kushamwari dzako, dheng,
dhololo dhololo hapana hapana X2
[Chorus]
Wakachiva zvimwe iwe, hauna basa, wakashora rudo rwedu my baby, hauna basa,
hauchisina rudo neni, hauna basa, hausisina basa nekuti wakachiva zvimwe
[Vamp]
Sei wakandidaro baby, kwatabva kure, kure kure kure kure X2
[Chorus Till End]
[Outro Vamp]
You meant the world to me, you were my everything, Ayeye