Lyrics

Soul Jah Love – Pamamonya Ipapo Lyrics

Lyrics to Pamamonya Ipapo by Soul Jah Love

[Intro]
Soul Jah, Soul Jah, Soul Jah
Tynash naShelthang
Tauya nezvimapattern
Chemica-ri
Tonosangana mufina-ri
Mapfidza
Apedza, tinovaridza
Tovasiya BP yakwidza, isu tine mafans
Chiba, ndikatii

[Verse 1]
Kunyange tichishorwa, paye paye patinotaurwa
Nekuti pamwe pacho tinodzvurwa muduri mufunge tichitsarwa
Varikuzviti vakawinner
Asi mumwe musi tichavatema nezvidhinha
Kunyangwe zvikanzi musi weChina
Unoona pattern ndichivabinha, bvunza iye Kinnah
Hatina nguva yekutura mafemo
Kumangoma tinotobata matemo
Ehee tovapawo mutemo
Saka tichiimba tichishandisa tsumo

[Chorus]
Ndovadyira bhonzo nekuwonda kudai
Ndinongomira pamamonya ipapo
Chidya mafuta zviya zvisingakore
Ndakangomira pamamonya ipapo
Mahorse zvimaboss
Tinongomira pamamonya ipapo
Chibaba, Chigunduru, mwana waSthembeni
Pamamonya ipapo

[Verse 2]
Chirehwa-rehwa ndiana Murehwa
I-smairi wamupa mari yehwahwa
Ndopaunoona kuti vanobhowa
Kuswera pabhawa futi every hour
Hanzi chibaba hona vanhu kudhuma-dhuma
Aihwa zvipiko vanojuma-juma
Muchanyara patinopfuma-pfuma
Kunge mombe dzichingokuma-kuma
(Huma-huma)
Vamwe vachiti ichi chirema, zvakadaro ndichingorema
Kuti ndafa apa ndichifema, ndipeyi yangu mari yechema

[Chorus]
Ndovadyira bhonzo nekuwonda kudai
Ndinongomira pamamonya ipapo
Chidya mafuta zviya zvisingakore
Ndakangomira pamamonya ipapo
Mahorse zvimaboss
Tinongomira pamamonya ipapo
Chibaba, Chigunduru, mwana waSthembeni
Pamamonya ipapo

[Verse 3]
NdiSauro!
Mwana waSthembeni haasi mwana waCharmaine
Anoda codeine haangadhakwe nechampagne
Saka musaise pain
Nekuti iye zvino futi arikudawo gain
Atori pa-campaign
Hobho zvibhakera kunge Mayweather
Rexin yakasiyana neleather
Ende Sauro handina basa neweather
Nekuti zvese zvamunoda I will take it further
Television, high definition

[Chorus]
Pamamonya ipapo
Chidya mafuta zviya zvisingakore
Ndakangomira pamamonya ipapo
Mahorse, zvimaboss
Tinongomira pamamonya ipapo
Chibaba, Chigunduru, mwana waSthembeni
Pamamonya ipapo
Ndovadyira bhonzo nekuwonda kudai
Ndinongomira pamamonya ipapo
Chidya mafuta zviya zvisingakore
Ndakangomira pamamonya ipapo
Mahorse, zvimaboss
Tinongomira pamamonya ipapo
Chibaba, Chigunduru, mwana waSthembeni
Pamamonya ipapo

[Verse 4]
Kunze kungapisa, eh tinongopisa
Hapana anomisa, zvichivashamisa
Voda kundiwisa, ndichavadzidzisa
Imimi musade kuzvisimbisa
Nekuti kadya mafuta kasingakore
Mangoma ndoimba ini handinyore
Asi haasi nyore nyore
Ita uyedze iwe unganyare
Television, high definition

[Chorus]
Pamamonya ipapo
Chidya mafuta zviya zvisingakore
Ndakangomira pamamonya ipapo
Mahorse zvimaboss
Tinongomira pamamonya ipapo
Chibaba, Chigunduru, mwana waSthembeni
Pamamonya ipapo
Ndovadyira bhonzo nekuwonda kudai
Ndinongomira pamamonya ipapo
Chidya mafuta zviya zvisingakore
Ndakangomira pamamonya ipapo
Mahorse zvimaboss
Tinongomira pamamonya ipapo
Chibaba, Chigunduru, mwana waSthembeni
Pamamonya ipapo

Related Articles

Back to top button